Leviticus 19:14 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Usatuka matsi, kana kupiŋganidza ɓofu; asi unofanira kutya Mŋari wako; ndini Jehova.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
“ ‘Usatuka matsi kana kuisa chigumbuso mberi kwebofu, asi itya Mwari wako. Ndini Jehovha.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Musati kune matsi dai ukawana chinokuwana. Usaisire bofu chinhu chokuripingirisha, unofanira kutya Mwari wako, ndini Tenzi ndinodaro.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Usatuka matsi, kana kupinganidza bofu; asi unofanira kutya Mwari wako; ndini Jehovha.
Shona 2009?
Usatuka matsi, kana kupinganidza bofu, asi unofanira kutya Mwari wako; ndini Jehovha.
Shona SUB 2002 Bible
Usatuka matsi, kana kupinganidza bofu; asi unofanira kutya Mwari wako; ndini Jehovha.