Leviticus 19:17 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Usaʋeŋga hama yako mumŋoyo mako; unofanira kuraira wokwako kwaɀo, kuti urege kuʋa neɀiʋi nokuɗa kwake.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
“ ‘Usavenga hama yako mumwoyo mako. Tsiura muvakidzani wako zviri pachena kuitira kuti usazova nomugove pamhosva yake.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Usaite daka uchivenga hama yako mumwoyo mako, asi gara pasi unyatsotaurirana naye urege kuita chitadzo pamusana pake.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
“Usavenga hama yako mumwoyo mako; unofanira kuraira wokwako kwazvo, kuti urege kuva nezvivi nokuda kwake.
Shona 2009?
"Usavenga hama yako mumoyo mako; unofanira kuraira wokwako kwazvo, kuti urege kuva nezvivi nokuda kwake.
Shona SUB 2002 Bible
“Usavenga hama yako mumwoyo mako; unofanira kuraira wokwako kwazvo, kuti urege kuva nezvivi nokuda kwake.