Leviticus 19:29 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Usaisa mŋanasikana wako, ucimuita cifeʋe; kuti nyika irege kupata, nyika izare neɀakaipa.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
“ ‘Usaderedza unhu hwomwanasikana wako nokumuita chifeve nokuti nyika yose ichaita ufeve ikazara nouipi.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
“Usabvisise mwana wako musikana chimiro uchimuita kuti ave pfambi, nyika ingadaro ikapindwa nomweya woufeve, ikazara kuti kabu nouipi.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
“Usaisa mwanasikana wako, uchimuita chifeve; kuti nyika irege kupata, nyika izare nezvakaipa.
Shona 2009?
"Usaisa mwanasikana wako, uchimuita chifeve; kuti nyika irege kupata, nyika izare nezvakaipa.
Shona SUB 2002 Bible
“Usasvibisa mwanasikana wako, uchimuita chifeve; kuti nyika irege kupata, nyika izare nezvakaipa.