Leviticus 19:32 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Unofanira kusimukira wacena vudzi, nokukudza mutana, ʋuye utye Mŋari wako; ndini Jehova.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
“ ‘Unofanira kusimukira vachena bvudzi, ratidza rukudzo kuna vakuru uye utye Mwari wako. Ndini Jehovha.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
“Unofanira kuremekedza vachena musoro, ukudze harahwa nechembere, uchitya Mwari wako, ndini Tenzi ndinodaro.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
“Unofanira kusimukira wachena vhudzi, nokukudza mutana, uye utye Mwari wako; ndini Jehovha.
Shona 2009?
"Unofanira kusimukira wachena vhudzi, nokukudza mutana, uye utye Mwari wako; ndini Jehovha.
Shona SUB 2002 Bible
“Unofanira kusimukira wachena vhudzi, nokukudza mutana, uye utye Mwari wako; ndini Jehovha.