Leviticus 19:33 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Kana mutorwa agere newe panyika yenyu, usamuitira ɀakaipa.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
“ ‘Kana mutorwa akagara nemi munyika, musamubate zvakaipa.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Musabata zvakaipa mutorwa agere munyika yenyu.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
“Kana mutorwa agere newe panyika yenyu, usamuitira zvakaipa.
Shona 2009?
"Kana mutorwa agere newe panyika yenyu, usamuitira zvakaipa.
Shona SUB 2002 Bible
“Kana mutorwa agere newe panyika yenyu, usamuitira zvakaipa.