Leviticus 19:34 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Mutorwa ugere nemi ŋgaaʋe kwamuri somunhu wakaɓerekerwa pakati penyu, unofanira kumuɗa seɀaunoɀiɗa iwe, nokuti nemi ʋo makaŋga muri ʋatorwa munyika yeEgipita; ndini Jehova Mŋari wenyu.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Mutorwa anogara nemi anofanira kubatwa sechizvarwa chenyu. Mudei sokuda kwamunozviita imi nokuti maiva vatorwa muIjipiti. Ndini Jehovha Mwari wenyu.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Zvaunoita kune chizvarwa chomunyika yenyu ndozvamunofanira kuita kune mutorwa. Unofanira kumuda sokuda kwaunozviita iwe pachako nokuti imiwo maiva vatorwa munyika yeIjipiti. Ndini Tenzi, Mwari wenyu ndinodaro.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Mutorwa ugere nemi ngaave kwamuri somunhu wakaberekerwa pakati penyu, unofanira kumuda sezvaunozvida iwe, nokuti nemiwo makanga muri vatorwa munyika yeIjipiti; ndini Jehovha Mwari wenyu.
Shona 2009?
Mutorwa ugere nemwi ngaave kwamuri somunhu wakaberekerwa pakati penyu, unofanira kumuda sezvaunozvida iwe, nokuti nemiwo makanga muri vatorwa munyika yeIjipiti; ndini Jehovha Mwari wenyu.
Shona SUB 2002 Bible
Mutorwa ugere nemi ngaave kwamuri somunhu wakaberekerwa pakati penyu, unofanira kumuda sezvaunozvida iwe, nokuti nemiwo makanga muri vatorwa munyika yeIjipiti; ndini Jehovha Mwari wenyu.