Leviticus 19:35 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Musaita ɀisina‐kururama pakutoŋga, kana pakuyera necitanda, kana pakuyera kurema, kana paciyero.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
“ ‘Musashandise zviero zvokubiridzira kana muchiera urefu, uremu kana uwandu.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
“Musambotsaudzira zvenyu pakutonga kana pakuera ukuru hwechinhu, kana kurema kwacho, kana uwandi hwezvinhu.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
“Musaita zvisina kururama pakutonga, kana pakuyera nechitanda, kana pakuyera kurema, kana pachiyero.
Shona 2009?
"Musaita zvisina kururama pakutonga, kana pakuyera nechitanda, kana pakuyera kurema, kana pachiyero.
Shona SUB 2002 Bible
“Musaita zvisina kururama pakutonga, kana pakuyera nechitanda, kana pakuyera kurema, kana pachiyero.