Leviticus 19:36 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Iʋai neɀiyero ɀakarurama, neɀokuenzanisa naɀo ɀakarurama, neefa yakarurama, nehini yakarurama; ndini Jehova Mŋari wenyu, wakakuɓuɗisai munyika yeEgipita.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Shandisai zviyero zvechokwadi efaa rechokwadi nehinib rechokwadi. Ndini Jehovha Mwari wenyu akakubudisai muIjipiti.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Munofanira kuva nezvokueresa zviri pamwero, zvingave zvokueresa kurema kwechinhu, kana bhagidhi rokueresa musvo, kana zvokuera zvinhu zvakaita mvura mvura. Ndini Tenzi, Mwari wenyu ndakakuburitsai kunyika yeIjipiti ndinodaro.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Ivai nezviyero zvakarurama, nezvokuenzanisa nazvo zvakarurama, neefa yakarurama, nehini yakarurama; ndini Jehovha Mwari wenyu wakakubudisai munyika yeIjipiti.
Shona 2009?
Ivai nezviyero zvakarurama, nezvokuenzanisa nazvo zvakarurama, neefa yakarurama, nehini yakarurama; ndini Jehovha Mwari wenyu wakakubudisai munyikayeIjipiti
Shona SUB 2002 Bible
Ivai nezviyero zvakarurama, nezvokuenzanisa nazvo zvakarurama, neefa yakarurama, nehini yakarurama; ndini Jehovha Mwari wenyu wakakubudisai munyika yeIjipiti.