Leviticus 19:7 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Kana cikatoŋgodyiwa nezuʋa retatu, ɀinonyaŋgadza; hacigamucirwi.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Kana zvimwe zvacho zvikadyiwa pazuva rechitatu hazvina kuchena uye hazvigamuchirwi.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Kana chikazodyiwa pazuva retatu kunenge kwava kuita chinhu chakaipa kwazvo, hachizogamuchirwa.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Kana chikatongodyiwa nezuva retatu, zvinonyangadza; hachigamuchirwi.
Shona 2009?
Kana chikatongodyiwa nezuva retatu, zvinonyangadza; hachigamuchirwi.
Shona SUB 2002 Bible
Kana chikatongodyiwa nezuva retatu, zvinonyangadza; hachigamuchirwi.