Leviticus 2:5 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Kana cipo cako ciri cipiriso coʋupfu cakaɓikwa mugaŋgo, ŋgaciʋe coʋupfu bgakatsetseka, bgusina‐kuʋiriswa, bgakakanyiwa namafuta.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Kana chipiriso chako chezviyo chagadzirirwa mugango, chinofanira kugadzirwa noupfu hwakatsetseka hwakasanganiswa namafuta pasina mbiriso.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Kana mupiro wako wembesanwa uri wechingwa chakabikwa chichiita zvokubikwa mupani, ngachive choupfu hwekoroni hwakanyatsokuyiwa, chisina mbiriso, chakakanyiwa nemafuta.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Kana chipo chako chiri chipiriso choupfu chakabikwa mugango, ngachive choupfu hwakatsetseka, husina kuviriswa, hwakakanyiwa namafuta.
Shona 2009?
Kana chipo chako chiri chipiriso choupfu chakabikwa mugango, ngachive choupfu hwakatsetseka, husina kuviriswa., hwakakanyiwa namafuta.
Shona SUB 2002 Bible
Kana chipo chako chiri chipiriso choupfu chakabikwa mugango, ngachive choupfu hwakatsetseka, husina kuviriswa, hwakakanyiwa namafuta.