Leviticus 2:7 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Kana cipo cako ciri cipiriso coʋupfu cakaɓikwa muhari, ŋgaciitwe noʋupfu bgakatsetseka namafuta.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Kana chipiriso chako chezviyo chakabikwa mugango chinofanira kuva choupfu hwakatsetseka namafuta.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Kana mupiro wako wembesanwa uri wechingwa chakabikirwa mupani, ngachibikwe noupfu hwekoroni hwakanyatsokuyiwa hwakakanyiwa namafuta.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Kana chipo chako chiri chipiriso choupfu chakabikwa muhari, ngachiitwe noupfu hwakatsetseka namafuta.
Shona 2009?
Kana chipo chako chiri chipiriso choupfu chakabikwa muhari, ngachiitwe noupfu hwakatsetseka namafuta.
Shona SUB 2002 Bible
Kana chipo chako chiri chipiriso choupfu chakabikwa muhari, ngachiitwe noupfu hwakatsetseka namafuta.