Leviticus 20:14 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Kana munhu akatora mukadzi pamŋe cete namai ʋake, ɀakaipa; ʋanofanira kupiswa nomŋoto ʋose, iye naiʋo; kuti kurege kuʋa neɀakaipa pakati penyu.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
“ ‘Kana mumwe akawana mukadzi pamwe chete namai vake, zvakaipa. Vose iye naivo vanofanira kupiswa mumoto kuitira kuti pasawanikwe kuipa pakati penyu.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Kana murume akatorana nomukadzi achizotoranawo navambuya vake, uipi ihwohwo, iye naivo vanofanira kupiswa nomoto kuti pakati penyu parege kuva nouipi.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Kana munhu akatora mukadzi pamwechete namai vake, zvakaipa; vanofanira kupiswa nomoto vose, iye naivo; kuti kurege kuva nezvakaipa pakati penyu.
Shona 2009?
Kana munhu akatora mukadzi pamwechete namai vake, zvakaipa; vanofanira kupiswa nomoto vose, iye naivo; kuti kurege kuva nezvakaipa pakati penyu.
Shona SUB 2002 Bible
Kana munhu akatora mukadzi pamwechete namai vake, zvakaipa; vanofanira kupiswa nomoto vose, iye naivo; kuti kurege kuva nezvakaipa pakati penyu.