Leviticus 20:15 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Kana munhu akaʋata necipfuwo, ɀirokwaɀo unofanira kuʋurawa; necipfuwo ʋo munofanira kuciʋuraya.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
“ ‘Kana murume akavata nemhuka anofanira kuurayiwa uye munofanira kuuraya mhuka yacho.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Murume akaita chakaipa nemhuka ngaaurayiwe, Mhuka iyoyo ngaiurayiwewo.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Kana munhu akavata nechipfuwo, zvirokwazvo anofanira kuurawa; nechipfuwowo munofanira kuchiuraya.
Shona 2009?
Kana munhu akavata nechipfuwo, zvirokwazvo anofanira kuurawa; nechipfuwowo munofanira kuchiuraya.
Shona SUB 2002 Bible
Kana munhu akavata nechipfuwo, zvirokwazvo anofanira kuurayiwa; nechipfuwowo munofanira kuchiuraya.