Leviticus 20:18 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Kana munhu akaʋata nomukadzi paŋguʋa yokuʋa kumŋedzi kwake, akamufukura, wafukura tsime rake, naiye wafukura tsime reropa rake; iʋo ʋaʋiri ʋose ʋanofanira kubviswa pakati porudzi rwaʋo.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
“ ‘Kana murume akavata nomukadzi panguva yokuva kwake kumwedzi akasangana naye, afumura chaipo panobva kuyerera kwake, mukadziwo azvifumura. Vose vari vaviri vanofanira kubviswa pavanhu vokwavo.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Kana murume akarara nomukadzi ari panguva yake yokutevera amunyadzisa nokumuonerera achiri kutevera uye achizviratidza panobva kutevera kwake. Vose zvavo vari vaviri ngavachekwe ukama nevokwavo.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Kana munhu akavata nomukadzi panguva yokuva kumwedzi kwake, akamufukura, wafukura tsime rake, naiye wafukura tsime reropa rake; ivo vaviri vose vanofanira kubviswa pakati porudzi rwavo.
Shona 2009?
Kana munhu akavata nomukadzi panguva yokuva kumwedzi kwake, akamufukura, wafukura tsime rake, naiye wafukura tsime reropa rake; ivo vaviri vose vanofanira kubviswa pakati porudzi rwavo.
Shona SUB 2002 Bible
Kana munhu akavata nomukadzi panguva yokuva kumwedzi kwake, akamufukura, wafukura tsime rake, naiye wafukura tsime reropa rake; ivo vaviri vose vanofanira kubviswa pakati porudzi rwavo.