Leviticus 20:19 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Usafukura mainini ʋako, kana ʋatete ʋako, nokuti wafukura hama yake yomumba; ʋacaʋa nemhoȿa yaʋo.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
“ ‘Usavata namainini kana vatete vako nokuti uku kuzvidza hama yapedyo; mose muri vaviri muchava nemhosva.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
“Usatorane navatete vako, kana kutorana nomukoma kana munun'una waamai vako nokuti makunakuna iwayo, vanozviparira.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
“Usafukura mainini vako, kana vatete vako, nokuti wafukura hama yako yomumba; vachava nemhosva yavo.
Shona 2009?
"Usafukura mainini vako, kana vatete vako, nokuti wafukura hama yako yomumba; vachava nemhosva yavo.
Shona SUB 2002 Bible
“Usafukura mainini vako, kana vatete vako, nokuti wafukura hama yako yomumba; vachava nemhosva yavo.