Leviticus 20:21 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Kana munhu akatora mukadzi womunuŋuna wake, cinhu cinetȿina; wafukura munuŋuna wake; ʋacashaiwa ʋana.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
“ ‘Kana murume akawana mukadzi womukoma kana munun'una ichi chinhu chisina kunaka, azvidza mukoma kana munun'una wake. Vachashaya vana.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Kana murume akatorana nomukadzi womukoma kana womunun'una wake atoita chinhu chakan'ora, ashora mukoma kana munun'una wake, vachashaya mbereko.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Kana munhu akatora mukadzi womun'una wake, chinhu chine tsvina; wafukura mun'una wake; vachashaiwa vana.
Shona 2009?
Kana munhu akatora mukadzi womunun'una wake, chinhu chine tsvina; wafukura munun'una wake; vachashaiwa vana.
Shona SUB 2002 Bible
Kana munhu akatora mukadzi womun'una wake, chinhu chine tsvina; wafukura mun'una wake; vachashaiwa vana.