Leviticus 20:22 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Naiɀoɀo ceŋgetai mitemo yaŋgu yose, neɀose ɀandakatoŋga, kuti muɀiite; kuti nyika yandinozokuisai kwairi, kuti mugare’mo, irege kukurutsai.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
“ ‘Chengetai mirayiro yangu nemitemo yangu mugoitevera kuitira kuti nyika yandiri kukuendesai kwairi irege kukurutsirai kunze.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
“Munofanira kuteerera mirao yangu yose, nezvirevo zvangu zvose muzvichengete kuitira kuti nyika yekwandirikukuendesai kundogara irege kukurutsai.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
“Naizvozvo chengetai mitemo yangu yose, nezvose zvandakatonga, kuti muzviite; kuti nyika yandinozokuisai kwairi, kuti mugaremo, irege kukurutsai.
Shona 2009?
"Naizvozvo chengetai mitemo yangu yose, nezvose zvandakatonga, kuti muzviite; kuti nyika yandinozokuisai kwairi, kuti mugaremo, irege kukurutsai.
Shona SUB 2002 Bible
“Naizvozvo chengetai mitemo yangu yose, nezvose zvandakatonga, kuti muzviite; kuti nyika yandinozokuisai kwairi, kuti mugaremo, irege kukurutsai.