Leviticus 20:23 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Musafamba netsika dzorudzi rwaʋanhu ʋandicadziŋga pamberi penyu; nokuti iʋo ʋakaita iɀoɀo ɀose, naiɀoɀo ndakaʋasema.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Hamufaniri kutevera tsika dzamarudzi andichadzinga pamberi penyu. Nokuti vakaita zvinhu zvose izvi, ndikavasema.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Musatevedzere tsika dzerudzi rwavanhu vandiri kufanokudzingirai imomo nokuti vaiita zvinhu zvose izvozvi, saka ndakavasema.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Musafamba netsika dzorudzi rwavanhu vandichadzinga pamberi penyu; nokuti ivo vakaita izvozvo zvose, naizvozvo ndakavasema.
Shona 2009?
Musafamba netsika dzorudzi rwavanhu vandichadzinga pamberi penyu; nokuti ivo vakaita izvozvo zvose, naizvozvo ndakavasema.
Shona SUB 2002 Bible
Musafamba netsika dzorudzi rwavanhu vandichadzinga pamberi penyu; nokuti ivo vakaita izvozvo zvose, naizvozvo ndakavasema.