Leviticus 20:24 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Asi ndakakuʋudzai imi, ndikati: Mucagara nhaka yenyika yaʋo, ndicakupai iyo iʋe yenyu; inyika inoyerera mukaka noʋuci; ndini Jehova Mŋari wenyu, wakakutsaurai pakati pedzimŋe ndudzi.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Asi ndakati kwamuri, “Muchatora nyika yavo. Ndichaipa kwamuri senhaka, nyika inoerera mukaka nouchi.” Ndini Jehovha Mwari wenyu uyo akakutsaurai kubva kune dzimwe ndudzi.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Asi ini ndakakuudzai kuti, ‘Muchatora nyika yavo muchiita yenyu, nyika yakanaka inoerera uchi nomukaka. Ini Tenzi, Mwari wenyu ndini ndakakutsaurai mukati medzimwe ndudzi.’
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Asi ndakakuudzai imi, ndikati, ‘Muchagara nhaka yenyika yavo, ndichakupai iyo ive yenyu; inyika inoyerera mukaka nouchi; ndini Jehovha Mwari wenyu, wakakutsaurai pakati pedzimwe ndudzi.
Shona 2009?
Asi ndakakuudzai imwi, ndikati, `Muchagara nhaka yenyika yavo, ndichakupai iyo ive yenyu; inyika inoyerera mukaka nouchi; ndini Jehovha Mwari wenyu, wakakutsaurai pakati pedzimwe ndudzi.
Shona SUB 2002 Bible
Asi ndakakuudzai imi, ndikati, ‘Muchagara nhaka yenyika yavo, ndichakupai iyo ive yenyu; inyika inoyerera mukaka nouchi; ndini Jehovha Mwari wenyu, wakakutsaurai pakati pedzimwe ndudzi.