Leviticus 20:25 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Naiɀoɀo tsaurai ɀipfuwo ɀakanaka paneɀakaipa, neshiri dzakaipa panedzakanaka; kuti murege kuʋa ʋanhu ʋanonyaŋgadza neɀipfuwo, kana neshiri, kana necinhu cipi necipi cinokambaira panyika candakatsaura kwamuri ndiciti, haɀina‐kunaka.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
“ ‘Naizvozvo unofanira kuisa mutsauko pakati pemhuka dzakachena nedzisina kuchena uye pakati peshiri dzakachena nedzisina kuchena. Musazvisvibisa nemhuka ipi zvayo kana shiri kana chimwe chinhu chinofamba pavhu, idzo dzandakatsaura sedzisina kuchena kwamuri.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Naizvozvo imi zivai kusiyanisa mhuka dzakan'ora nedzisina kun'ora, neshiri dzakan'ora nedzisina kun'ora. Musazvin'orese nemhuka kana neshiri kana nezvinhu zvipi nezvipi zvazvo zvizere panyika, dzandakakutsaurirai mudzizive kuti dzakan'ora.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Naizvozvo tsaurai zvipfuwo zvakanaka pane zvakaipa, neshiri dzakaipa pane dzakanaka; kuti murege kuva vanhu vanonyangadza nezvipfuwo, kana neshiri, kana nechinhu chipi nechipi chinokambaira panyika chandakatsaura kwamuri ndichiti, hazvina kunaka.’
Shona 2009?
Naizvozvo tsaurai zvipfuwo zvakanaka pane zvakaipa, neshiri dzakaipa pane dzakanaka; kuti murege kuva vanhu vanonyangadza nezvipfuwo, kana neshiri, kana nechinhu chipi nechipi chinokambaira panyika chandakatsaura kwamuri ndichiti, hazvina kunaka.'
Shona SUB 2002 Bible
Naizvozvo tsaurai zvipfuwo zvakanaka pane zvakaipa, neshiri dzakaipa pane dzakanaka; kuti murege kuva vanhu vanonyangadza nezvipfuwo, kana neshiri, kana nechinhu chipi nechipi chinokambaira panyika chandakatsaura kwamuri ndichiti, hazvina kunaka.’