Leviticus 20:26 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Munofanira kuʋa ʋatȿene kwandiri; nokuti ini Jehova ndiri mutȿene, ndakakutsaurai pakati pedzimŋe ndudzi, kuti muʋe ʋaŋgu.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Munofanira kuva vatsvene kwandiri nokuti ini Jehovha ndiri mutsvene. Ndakakutsaurai kubva kumarudzi kuti muve vangu ndoga.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Ivai vatsvene kwandiri nokuti ini Tenzi ndiri mutsvene uyewo ndakakutsaurai mukati mendudzi dzevanhu kuti muve vangu.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Munofanira kuva vatsvene kwandiri; nokuti ini Jehovha ndiri mutsvene, ndakakutsaurai pakati pedzimwe ndudzi, kuti muve vangu.
Shona 2009?
Munofanira kuva vatsvene kwandiri; nokuti ini Jehovha ndiri mutsvene, ndakakutsaurai pakati pedzimwe ndudzi, kuti muve vangu.
Shona SUB 2002 Bible
Munofanira kuva vatsvene kwandiri; nokuti ini Jehovha ndiri mutsvene, ndakakutsaurai pakati pedzimwe ndudzi, kuti muve vangu.