Leviticus 20:27 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Murume kana mukadzi unoȿikirwa, kana uri muʋuki, ɀirokwaɀo unofanira kuʋurawa; ʋanofanira kutakwa namabge; mhoȿa yeropa raʋo icaʋa pamsoro paʋo.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
“ ‘Murume kana mukadzi svikiro kana anoita zvemidzimu pakati penyu anofanira kuurayiwa. Munofanira kuvataka namabwe. Ropa ravo richava pamusoro pavo.’ ”
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
“Munhurume kana munhukadzi ari svikiro kana muroyi ngaauraiwe, ngavatakwe nemabwe. Rufu rwavo nderwokuzviparira.”
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
“Murume kana mukadzi unosvikirwa, kana uri muuki, zvirokwazvo anofanira kuurawa; vanofanira kutakwa namabwe; mhosva yeropa ravo ichava pamusoro pavo.”
Shona 2009?
"Murume kana mukadzi unosvikirwa, kana uri muuki, zvirokwazvo anofanira kuurawa; vanofanira kutakwa namabwe; mhosva yeropa ravo ichava pamusoro pavo."
Shona SUB 2002 Bible
“Murume kana mukadzi unosvikirwa, kana uri muuki, zvirokwazvo anofanira kuurayiwa; vanofanira kutakwa namabwe; mhosva yeropa ravo ichava pamusoro pavo.”