Leviticus 20:5 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
ipapo ini ndicanaŋanidza munhu uyo nemhuri yake, ndimubvise pakati porudzi rwake, iye naʋose ʋanomuteʋera pakupata naMoreki.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
ndichanangana nomunhu uyo nemhuri yake, uye ndichamubvisa pakati pavanhu vokwake, iye pamwe chete navose vanomutevera pakuita ufeve naMoreki.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
ini pachangu ndichaonana nomunhu iyeyo pamwechete nemhuri yake yose ndichavacheka ukama nevokwavo, iye pamwechete nevanomutevera pakuita senzenza dzokuteveredza Moreki.’
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
ipapo ini ndichananaidza munhu uyo nemhuri yake, ndimubvise pakati porudzi rwake, iye navose vanomutevera pakupata naMoreki.
Shona 2009?
ipapo ini ndichananaidza munhu uyo nemhuri yake, ndimubvise pakati porudzi rwake, iye navose vanomutevera pakupata naMoreki.
Shona SUB 2002 Bible
ipapo ini ndichafuratidza chiso changu kumunhu uyo nemhuri yake, ndimubvise pakati porudzi rwake, iye navose vanomutevera pakufambidzana naMoreki.