Leviticus 21:1 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ɀino Jehova akati kunaMosesi: Taura naʋaprista, ʋanakomana ʋaAroni, uti kwaʋari: Muprista ŋgaarege kuɀiȿiɓisa kunaʋakafa pakati porudzi rwake;
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Jehovha akati kuna Mozisi, “Taura kuvaprista vanakomana vaAroni uti kwavari: ‘Muprista haafaniri kuzvisvibisa, achiitira kunyange ani zvake pakati pavanhu vake vanofa.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Tenzi akataurira Mosesi achiti, “Udza vapristi vanakomana vemhuri yokwaAroni kuti, ‘Hapana anofanira kun'oreswa nezvitunha pakati pevekwake,
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Zvino Jehovha akati kuna Mosesi, “Taura navapristi, vanakomana vaAroni, uti kwavari, ‘Mupristi ngaarege kuzvisvibisa kuna vakafa pakati porudzi rwake;
Shona 2009?
Zvino Jehovha akati kuna Mozisi, "Taura navaprista, vanakomana vaAroni, uti kwavari, `muprista ngaarege kuzvisvibisa kuna vakafa pakati porudzi rwake;
Shona SUB 2002 Bible
Zvino Jehovha akati kuna Mosesi, “Taura navapristi, vanakomana vaAroni, uti kwavari, ‘Mupristi ngaarege kuzvisvibisa kuna vakafa pakati porudzi rwake;