Leviticus 21:12 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
ŋgaarege kuɓuɗa panɀimbo tȿene, kana kushatsa nɀimbo tȿene yaMŋari wake, nokuti mafuta okugadza aMŋari wake ari pamsoro pake; ndini Jehova.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
kana kubva munzvimbo tsvene yaMwari kana kuisvibisa, nokuti akakumikidzwa namafuta okuzodza aMwari wake. Ndini Jehovha.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Haafanire kumbosiya nzvimbo inoera kana kun'oresa nzvimbo yaMwari wake inoera nokuti kuteketerwa kwaakaitwa kuna Mwari achizodzwa mafuta kuri paari, ndini Tenzi ndinodaro.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
ngaarege kubuda panzvimbo tsvene, kana kushatsa nzvimbo tsvene yaMwari wake, nokuti mafuta okugadza aMwari wake ari pamusoro pake; ndini Jehovha.
Shona 2009?
ngaarege kubuda panzvimbo tsvene, kana kushatisa nzvimbo tsvene yaMwari wake, nokuti mafuta okugadza aMwari wake ari pamusoro pake; ndini Jehovha.
Shona SUB 2002 Bible
ngaarege kubuda panzvimbo tsvene, kana kusvibisa nzvimbo tsvene yaMwari wake, nokuti mafuta okugadza aMwari wake ari pamusoro pake; ndini Jehovha.