Leviticus 21:17 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Taura naAroni, uti: Aninani wakaremara pakati paʋana ʋako pamarudzi aʋo ose, ŋgaarege kusweɗera kuʋuya neɀokudya ɀaMŋari wake.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
“Uti kuna Aroni, ‘Kumarudzi achatevera hakuna mumwe wezvizvarwa zvako akaremara angaswedera pedyo kuzopa zvokudya zvaMwari wake.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
“Taurira Aroni kuti, ‘Pazvizvarwa zvako zvose hapana munhu womhuri yekwako ane pakaremara anobvumirwa kuuya nechokudya kuzopira Mwari.’
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
“Taura naAroni, uti, ‘Ani naani wakaremara pakati pavana vako pamarudzi avo ose, ngaarege kuswedera kuuya nezvokudya zvaMwari wake.’
Shona 2009?
"Taura naAroni, uti, `Ani naani wakaremara pakati pavana vako pamarudzi avo ose, ngaarege kuswedera kuuya nezvokudya zvaMwari wake.'
Shona SUB 2002 Bible
“Taura naAroni, uti, ‘Ani naani wakaremara pakati pavana vako pamarudzi avo ose, ngaarege kuswedera kuuya nezvokudya zvaMwari wake.’