Leviticus 21:18 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Nokuti munhu upi noupi wakaremara ŋgaarege kusweɗera — kana riri ɓofu, kana unokamhina, kana wakaremara paciso, kana unomutezo wakareɓesa,
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Hapana munhu ano urema hupi zvahwo angaswedera pedyo: hakuna bofu kana anokamhina kana akaremara;
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Ndinodaro nokuti hakuna munhu ane pakaremara anobvumirwa kupirira vanhu mipiro angave bofu kana mhetamakumbo, kana ane chakaremara pauso kana pamuviri wake,
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Nokuti munhu upi noupi wakaremara ngaarege kuswedera kana riri bofu, kana unokamhina, kana wakaremara pachiso, kana uno mutezo wakarebesa,
Shona 2009?
Nokuti munhu upi noupi wakaremara ngaarege kuswedera kana riri bofu, kana mhetamakumbo, kana wakaremara pachiso, kana uno mutezo wakarebesa,
Shona SUB 2002 Bible
Nokuti munhu upi noupi wakaremara ngaarege kuswedera kana riri bofu, kana ano kamhina, kana wakaremara pachiso, kana uno mutezo wakarebesa,