Leviticus 21:2 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
asi kuhama yake yomumba, kana mai ʋake, kana ɓaɓa ʋake, kana mŋanakomana wake, kana mŋanasikana wake, kana munuŋuna wake;
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Kunze kwehama yepedyo yakaita samai kana baba vake, mwanakomana kana mwanasikana wake, mukoma kana munun'una wake,
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
kunze kwokutoti chiri chitunha chehama yake yomumba. Vangave amai kana baba vake, kana kuti mwana wake mukomana kana musikana, kana mukoma kana munu'una vake,
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
asi kuhama yake yomumba, kana mai vake, kana baba vake, kana mwanakomana wake, kana mwanasikana wake, kana mun'una wake;
Shona 2009?
asi kuhama yake yomumba, kana mai vake, kana baba vake, kana mwanakomana wake, kana mwanasikana wake, kana munun'una wake;
Shona SUB 2002 Bible
asi kuhama yake yomumba, kana mai vake, kana baba vake, kana mwanakomana wake, kana mwanasikana wake, kana munun'una wake;