Leviticus 21:20 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
kana unomusana wakakombama, kana wakawonda kwaɀo, kana unoruʋara paziso rake, kana unemhizi, kana unapakafunuka, kana wakaremara pamberi;
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
kana ane musana wakakombama, munhu akapfupikisa kana ano urema hwamaziso kana ane mamota kana ane mhezi, kana akakuvara manhu ake.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
kana ane nhutwa, kana mandionerepi, kana ane chirwere chamaziso kozoti ane chirwere chezvisasa kana chemhezi kana munhu akagadzirwa.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
kana ano musana wakakombama, kana wakawonda kwazvo, kana uno ruvara paziso rake, kana ane mhizi, kana ane pakafunuka, kana wakaremara pamberi;
Shona 2009?
kana ano musana wakakombama, kana wakawonda kwazvo, kana uno ruvara paziso rake, kana ane mhizi, kana ane pakafunuka, kana wakaremara pamberi;
Shona SUB 2002 Bible
kana ano musana wakakombama, kana wakawonda kwazvo, kana uno ruvara paziso rake, kana ane mhizi, kana ane pakafunuka, kana wakaremara pamberi;