Leviticus 21:3 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
kana hanɀadzi yake iciri mhandara, hama yomumba, usina‐kumboʋa nomurume; uŋgaɀiȿiɓisa kwaari.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
kana hanzvadzi yake isina kuroorwa yaanochengeta sezvo asina murume nokuda kwaiyeyu angagona kuzvisvibisa.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
kana hanzvadzi yake mhandara, womumba, asati aroorwa, pamusana pake angazvin'orese zvake.’
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
kana hanzvadzi yake ichiri mhandara, hama yomumba, usina kumbova nomurume; ungazvisvibisa kwaari.’
Shona 2009?
kana hanzvadzi yake ichiri mhandara, hama yomumba, usina kumbova nomurume; ungazvisvibisa kwaari.'
Shona SUB 2002 Bible
kana hanzvadzi yake ichiri mhandara, hama yomumba, asina kumbova nomurume; ungazvisvibisa kwaari.’