Leviticus 21:6 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ʋanofanira kuʋa ʋatȿene kunaMŋari waʋo, ʋarege kumhura zita raMŋari waʋo; nokuti ndiʋo ʋanoʋuya neɀipiriso ɀaJehova ɀinopiswa, ɀokudya ɀaMŋari waʋo; naiɀoɀo ŋgaʋaʋe ʋatȿene.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Vanofanira kuva vatsvene kuna Mwari wavo uye havafaniri kumhura zita raMwari wavo. Nokuti vanouyisa kuna Jehovha zvipiriso zvinoitwa nomoto, nezvokudya zvaMwari wavo; naizvozvo vanofanira kuva vatsvene.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Vachava vanhu vaMwari, vatsvene, havafanire kusvibisa zita raMwari wavo nokuti ndovanopira mupiro inoita zvokupiswa nomoto kuna Tenzi, nechokudya kuna Mwari saka vanofanira kuva vanhu vatsvene.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Vanofanira kuva vatsvene kuna Mwari wavo, varege kumhura zita raMwari wavo; nokuti ndivo vanouya nezvipiriso zvaJehovha zvinopiswa, zvokudya zvaMwari wavo; naizvozvo ngavave vatsvene.
Shona 2009?
Vanofanira kuva vatsvene kuna Mwari wavo, varege kumhura zita raMwari wavo; nokuti ndivo vanouya nezvipiriso zvaJehovha zvinopiswa, zvokudya zvaMwari wavo; naizvozvo ngavave vatsvene.
Shona SUB 2002 Bible
Vanofanira kuva vatsvene kuna Mwari wavo, varege kumhura zita raMwari wavo; nokuti ndivo vanouya nezvipiriso zvaJehovha zvinopiswa, zvokudya zvaMwari wavo; naizvozvo ngavave vatsvene.