Leviticus 21:7 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Haʋafaniri kutora mukadzi cifeʋe, kana wakacinyiwa; ŋgaʋarege kutora mukadzi wakarambga nomurume wake, nokuti mutȿene kunaMŋari wake.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
“ ‘Havafaniri kuwana vakadzi vakasvibiswa noufeve kana kuti vakarambwa navarume vavo nokuti muprista mutsvene kuna Mwari wake.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Ngavarege kuroora pfambi kana mukadzi akambokanganiswa kunyangwe mukadzi akarambwa nomurume wake, nokuti mupristi munhu mutsvene akatsaurirwa Mwari.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Havafaniri kutora mukadzi chifeve, kana wakachinyiwa; ngavarege kutora mukadzi wakarambwa nomurume wake, nokuti mutsvene kuna Mwari wake.
Shona 2009?
Havafaniri kutora mukadzi chifeve, kana wakachinyiwa; ngavarege kutora mukadzi wakarambwa nomurume wake, nokuti mutsvene kuna Mwari wake.
Shona SUB 2002 Bible
Havafaniri kutora mukadzi chifeve, kana wakachinyiwa; ngavarege kutora mukadzi wakarambwa nomurume wake, nokuti mutsvene kuna Mwari wake.