Leviticus 21:8 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Naiɀoɀo unofanira iwe kumutsaura, nokuti ndiye unoʋuya neɀokudya ɀaMŋari wako; unofanira kuʋa mutȿene kwauri, nokuti ini Jehova ndinokutsaurai, ndiri mutȿene.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Mutsaurei somutsvene nokuti ndiye anouya nezvokudya zvaMwari wenyu. Mutsaurei somutsvene nokuti ini Jehovha ndiri mutsvene, ini ndinokuitai vatsvene.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Mubatei somunhu akateketerwa kwandiri nokuti ndiye anopira chokudya chinopirwa kuna Mwari. Kwamuri ngaave munhu akateketerwa kuna Mwari nokuti ini Tenzi ndinokuitai kuti muve vatsvene ndiri mutsvene.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Naizvozvo unofanira iwe kumutsaura, nokuti ndiye unouya nezvokudya zvaMwari wako; anofanira kuva mutsvene kwauri, nokuti ini Jehovha ndinokutsaurai, ndiri mutsvene.
Shona 2009?
Naizvozvo unofanira iwe kumutsaura, nokuti ndiye unouya nezvokudya zvaMwari wako; anofanira kuva mutsvene kwauri, nokuti ini Jehovha ndinokutsaurai, ndiri mutsvene.
Shona SUB 2002 Bible
Naizvozvo unofanira iwe kumutsaura, nokuti ndiye unouya nezvokudya zvaMwari wako; anofanira kuva mutsvene kwauri, nokuti ini Jehovha ndinokutsaurai, ndiri mutsvene.