Leviticus 22:12 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Kana mŋanasikana womuprista akawanikwa nomŋeni, ŋgaarege kudya cipiriso cinotsaurwa ceɀinhu ɀitȿene.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Kana mwanasikana womuprista akawanikwa nomumwe munhu asiri muprista haagoni kudya chipi zvacho chezvitsvene zvinouyiswa kumuprista.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Kana mwanasikana womupristi akaroorwa nomutorwa haazobvumirwi kudya zvinhu zvemupiro inoera.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Kana mwanasikana womupristi akawanikwa nomweni, ngaarege kudya chipiriso chinotsaurwa chezvinhu zvitsvene.
Shona 2009?
Kana mwanasikana womuprista akawanikwa nomweni, ngaarege kudya chipiriso chinotsaurwa chezvinhu zvitsvene.
Shona SUB 2002 Bible
Kana mwanasikana womupristi akawanikwa nomweni, ngaarege kudya chipiriso chinotsaurwa chezvinhu zvitsvene.