Leviticus 22:23 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Kana iri nzombe ɗuku kana gwaiana ɀinemitezo yakareɓesa kana yakafupika, muŋgaʋuya naɀo kuti muite nhendo yokuɗa kwenyu, asi haɀiŋgagamucirwi pakuripira mhiko.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Munogona kupa zvakadaro sechipo chokungopawo, nzombe kana gwai rakaremera kana zvine mitezo yakarebesa kana yakapfupikisa, asi hazvigamuchirwi pakuzadzisa mhiko.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Mombe kana hwai ine imwe nhengo yakaremara zvokuti yakarebesa kana kuti yakapfupikisa, munogona zvenyu kupira mupiro wokupa nechido chenyu, asi haigamuchirwe pamupiro wezvinenge zvakambotsidzwa.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Kana iri nzombe duku kana gwayana zvine mitezo yakarebesa kana yakapfupika, mungauya nazvo kuti muite nhendo yokuda kwenyu, asi hazvingagamuchirwi pakuripira mhiko.
Shona 2009?
Kana iri nzombe duku kana gwayana zvine mitezo yakarebesa kana yakapfupika, mungauya nazvo kuti muite nhendo yokuda kwenyu, asi hazvingagamuchirwi pakuripira mhiko.
Shona SUB 2002 Bible
Kana iri nzombe duku kana gwayana zvine mitezo yakarebesa kana yakapfupika, mungauya nazvo kuti muite nhendo yokuda kwenyu, asi hazvingagamuchirwi pakuripira mhiko.