Leviticus 22:25 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Musagamucira ɀakaɗai paruʋoko rwomutorwa, kuti mupe Mŋari wenyu ɀokudya ɀakaɗai, nokuti ɀakaipa, ɀakaremara, haɀiŋgagamucirwi nokuɗa kwenyu.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Uye hamufaniri kugamuchira mhuka dzakadai kubva mumaoko omutorwa muchizodzipa sechokudya chaMwari wenyu. Hadzizogamuchirwi panzvimbo yenyu nokuti dzakaremara uye hadzina kukwana.’ ”
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Musambopira zvenyu kuna Mwari zvakadai zvinenge zvakabva kumutorwa nokuti zvine chinoshoreka pazviri, uyewo zvakaremadzwa, hamumbozvigamuchirirwa.”
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Musagamuchira zvakadai paruoko rwomutorwa, kuti mupe Mwari wenyu zvokudya zvakadai, nokuti zvakaipa, zvakaremara, hazvingagamuchirwi nokuda kwenyu.’ ”
Shona 2009?
Musagamuchira zvakadai paruoko rwomutorwa, kuti mupe Mwari wenyu zvokudya zvakadai, nokuti zvakaipa, zvakaremara, hazvingagamuchirwi nokuda kwenyu.' "
Shona SUB 2002 Bible
Musagamuchira zvakadai paruoko rwomutorwa, kuti mupe Mwari wenyu zvokudya zvakadai, nokuti zvakaipa, zvakaremara, hazvingagamuchirwi nokuda kwenyu.’ ”