Leviticus 22:28 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Kana iri mhou kana nhunɀi, musaɀiʋuraya pamusi mumŋe naʋana ʋaɀo.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Musauraya mombe nomwana wayo kana gwai nomwana waro musi mumwe chete.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Musapire chipfuwo nemwana wacho pazuva rimwechete, mhou nemhuru yayo kana hwayana naamai vayo kana mbudzana naamai vayo.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Kana iri mhou kana nhunzvi, musazviuraya pamusi mumwe navana vazvo.
Shona 2009?
Kana iri mhou kana nhunzvi, musazviuraya pamusi mumwe navana vazvo.
Shona SUB 2002 Bible
Kana iri mhou kana nhunzvi, musazviuraya pamusi mumwe navana vazvo.
Recommended Reading