Leviticus 22:3 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Uti kwaʋari: Aninani kuʋana ʋenyu kumarudzi enyu ose, unosweɗera kuɀinhu ɀitȿene, ɀakatsaurirwa Jehova naʋana ʋaIsraeri, asina‐kunaka, munhu uyo unofanira kubviswa pamberi paŋgu; ndini Jehova.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
“Uti kwavari, ‘Kumarudzi achatevera, kana mumwe wezvizvarwa zvenyu asina kuchena akaswedera pedyo nezvinhu zvakatsaurirwa Jehovha navaIsraeri, munhu iyeye anofanira kubviswa pamberi pangu. Ndini Jehovha.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Uvati, ‘Ani naani zvake anenge aine chinomun'oresa wemhuri dzenyu dzose, pazvizvarwa zvenyu zvose anosvika pazvinhu zvinoera zvinopirwa navaIsiraeri kuna Tenzi iye akan'ora, munhu iyeyo ngaarege kubvumirwa kusvika pandiri. Ndini Tenzi ndinodaro.’
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Uti kwavari, ‘Ani naani kuvana venyu kumarudzi enyu ose, unoswedera kuzvinhu zvitsvene, zvakatsaurirwa Jehovha navana vaIsiraeri, asina kunaka, munhu uyo anofanira kubviswa pamberi pangu;’ ndini Jehovha.
Shona 2009?
Uti kwavari, `Ani naani kuvana venyu kumarudzi enyu ose, unoswedera kuzvinhu zvitsvene, zvakatsaurirwa Jehovha navana vaIsiraeri, asina kunaka, munhu uyo anofanira kubviswa pamberi pangu;' ndini Jehovha.
Shona SUB 2002 Bible
Uti kwavari, ‘Ani naani kuvana venyu kumarudzi enyu ose, unoswedera kuzvinhu zvitsvene, zvakatsaurirwa Jehovha navana VaIsiraeri, asina kunaka, munhu uyo anofanira kubviswa pamberi pangu;’ ndini Jehovha.