Leviticus 22:30 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Cinofanira kudyiwa nomusi iwoyo; musasiya ɀimŋe kuȿikira maŋgwana; ndini Jehova.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Chinofanira kudyiwa musi iwoyo, musasiya zvimwe zvacho kusvikira mangwana. Ndini Jehovha.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Nyama ngaidyiwe pazuva rakarero. Ngaparege kusara imwe inosvika mangwana ichiripo Ndini Tenzi ndinodaro.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Chinofanira kudyiwa nomusi iwoyo; musasiya zvimwe kusvikira mangwana; ndini Jehovha.
Shona 2009?
Chinofanira kudyiwa nomusi iwoyo; musasiya zvimwe kusvikira mangwana; ndini Jehovha.
Shona SUB 2002 Bible
Chinofanira kudyiwa nomusi iwoyo; musasiya zvimwe kusvikira mangwana; ndini Jehovha.