Leviticus 22:31 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Naiɀoɀo ceŋgetai mirairo yaŋgu, muiite; ndini Jehova.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
“Chengetai mirayiro yangu mugoitevera. Ndini Jehovha.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
“Munofanira kuteerera mitemo yangu muichengete. Ndini Tenzi ndinodaro.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
“Naizvozvo chengetai mirairo yangu, muiite; ndini Jehovha.
Shona 2009?
"Naizvozvo chengetai mirairo yangu, muiite; ndini Jehovha.
Shona SUB 2002 Bible
“Naizvozvo chengetai mirairo yangu, muiite; ndini Jehovha.