Leviticus 22:33 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
ndakakuɓuɗisai panyika yeEgipita, kuti ndiʋe Mŋari wenyu; ndini Jehova.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
uye akakubudisai kubva muIjipiti kuti ndive Mwari wenyu. Ndini Jehovha.”
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
ndiniwo ndakakuburitsai munyika yeIjipiti kuti ndive Mwari wenyu. Ndini Tenzi ndinodaro.”
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
ndakakubudisai panyika yeIjipiti, kuti ndive Mwari wenyu; ndini Jehovha.”
Shona 2009?
ndakakubudisai panyika kuti ndive Mwari wenyu; ndini Jehovha."
Shona SUB 2002 Bible
ndakakubudisai panyika yeIjipiti, kuti ndive Mwari wenyu; ndini Jehovha.”