Leviticus 22:5 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
kana aninani unoɓata cinhu cipi necipi cinokambaira ciŋgamuȿiɓisa, kana munhu waaŋgaȿiɓiswa naye, unokusanaka kupi nokupi.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
kana kuti akabata chose chinokambaira chingamusvibisa kana munhu upi zvake angamusvibisa, kungava kusachena kupi zvako.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Ani naani anobata chinhu chinokambaira chinon'oresa munhu kana kubata munhu ane chinon'oresa, angave aine chinon'oresa chipi nechipi zvacho,
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
kana ani naani unobata chinhu chipi nechipi chinokambaira chingamusvibisa, kana munhu waangasvibiswa naye, uno kusanaka kupi nokupi.
Shona 2009?
kana ani naani unobata chinhu chipi nechipi chinokambaira chingamusvibisa, kana munhu waangasvibiswa naye, uno kusanaka kupi nokupi.
Shona SUB 2002 Bible
kana ani naani unobata chinhu chipi nechipi chinokambaira chingamusvibisa, kana munhu waangasvibiswa naye, uno kusanaka kupi nokupi.