Leviticus 22:6 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Munhu unoɓata cinhu cipi necipi cakaɗai, ucaʋa usina‐kunaka kuȿikira maɗeko; haafaniri kudya ɀinhu ɀitȿene asati ashambidza muʋiri wake nemvura.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Munhu uyo achabata kusachena uku achava asina kuchena kusvikira manheru. Haafaniri kudya zvipiriso zvipi zvazvo zvitsvene kusvikira ashamba nemvura.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
munhu anobata zvinhu zvakadaro, achava munhu akan'ora kusvikira zuva radoka. Haafaniri kudya zvinhu zvinoera asi kutoti ashamba muviri.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Munhu unobata chinhu chipi nechipi chakadai, uchava usina kunaka kusvikira madeko; haafaniri kudya zvinhu zvitsvene asati ashambidza muviri wake nemvura.
Shona 2009?
Munhu unobata chinhu chipi nechipi chakadai, uchava usina kunaka kusvikira madeko; haafaniri kudya zvinhu zvitsvene asati ashambidza muviri wake nemvura.
Shona SUB 2002 Bible
Munhu unobata chinhu chipi nechipi chakadai, uchava asina kunaka kusvikira usiku; haafaniri kudya zvinhu zvitsvene asati ashambidza muviri wake nemvura.