Leviticus 22:8 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ŋgaarege kudya cinhu cakafa coga, kana cakaʋurawa neɀikara, kuti aɀiȿiɓise naɀo; ndini Jehova.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Haafaniri kudya chimwe chinhu chinowanikwa chakafa kana kuti chabvamburwa nemhuka dzesango, akazosvibiswa nayo. Ndini Jehovha.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Ngaarege kudya chinhu chinofa choga kana chinorumwa haafaniri kudya, achizvin'oresa nacho. Ndini Tenzi ndinodaro.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Ngaarege kudya chinhu chakafa choga, kana chakaurawa nezvikara, kuti azvisvibise nazvo; ndini Jehovha.
Shona 2009?
Ngaarege kudya chinhu chakafa choga, kana chakaurawa nezvikara, kuti azvisvibise nazvo; ndini Jehovha.
Shona SUB 2002 Bible
Ngaarege kudya chinhu chakafa choga, kana chakaurayiwa nezvikara, achisvibisa nacho; ndini Jehovha.