Leviticus 23:13 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Necipiriso caco coʋupfu cinofanira kuʋa ceɀegumi ɀiʋiri ɀeefa yoʋupfu bgakatsetseka, bgakakanyiwa namafuta, ciʋe cipiriso cinopisirwa Jehova cinonhuwira ɀakanaka; necipiriso caco cinoɗururwa cinofanira kuʋa cewaini cecinna cehini.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
pamwe chete nechipiriso chacho chezviyo chinokwana zvikamu zviviri kubva mugumi zveefaa, zvoupfu hwakatsetseka hwakasanganiswa namafuta, chipiriso chinoitirwa Jehovha nomoto, chinonhuwira zvinofadza, nechipiriso chacho chokunwa chikamu chimwe chete kubva muzvina zvehinib rewaini.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Toraiwo makirogiramu maviri eupfu muhukanye namafuta eorivhi mupire kuna Tenzi mupiro unoita zvokupiswa nomoto, unonhuhwirira zvinofadza, pamwechete nawo pirai mupiro wezvokunwa wewaini inokwana rita rimwechete.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Nechipiriso chacho choupfu chinofanira kuva chezvegumi zviviri zveefa youpfu hwakatsetseka, hwakakanyiwa namafuta, chive chipiriso chinopisirwa Jehovha chinonhuwira zvakanaka; nechipiriso chacho chinodururwa chinofanira kuva chewaini chechina chehini.
Shona 2009?
Nechipiriso chacho choupfu chinofanira kuva chezvegumi zviviri zveefa youpfu hwakatsetseka, hwakakanyiwa namafuta, chive chipiriso chinopisirwa Jehovha chinonhuhwira zvakanaka; nechipiriso chacho chinodururwa chinofanira kuva chewaini chechina chehini.
Shona SUB 2002 Bible
Nechipiriso chacho choupfu chinofanira kuva chezvegumi zviviri zveefa youpfu hwakatsetseka, hwakakanyiwa namafuta, chive chipiriso chinopisirwa Jehovha chinonhuwira zvakanaka; nechipiriso chacho chinodururwa chinofanira kuva chewaini chechina chehini.