Leviticus 23:29 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Nokuti aninani usiŋgacemi pamŋeya wake nomusi iwoyo, ucabviswa pakati porudzi rwake.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Munhu wose asingazvinyimi musi iwoyo anofanira kubviswa pakati pavanhu vokwake.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Ani naani anorega kuzvinyima pazuva iroro achachekwa ukama novokwake.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Nokuti ani naani usingachemi pamweya wake nomusi iwoyo, uchabviswa pakati porudzi rwake.
Shona 2009?
Nokuti ani naani usingachemi pamweya wake nomusi iwoyo, uchabviswa pakati porudzi rwake.
Shona SUB 2002 Bible
Nokuti ani naani usingachemi pamweya wake nomusi iwoyo, uchabviswa pakati porudzi rwake.