Leviticus 23:34 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Taura naʋana ʋaIsraeri, uti: Nezuʋa regumi namashanu romŋedzi uyu wecinomŋe Jehova unofanira kuitirwa mutambo wamatumba mazuʋa manomŋe.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
“Uti kuvaIsraeri, ‘Pazuva regumi neshanu romwedzi wechinomwe Mutambo waJehovha waMatumba unotanga, uye uchapedza mazuva manomwe.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
“Taurira vaIsiraeri kuti, ‘Kubvira pazuva rechigumi namashanu romwedzi wechinomwe chengetai mazuva makuru amatumba okupemberera Tenzi.’
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
“Taura navana vaIsiraeri uti, ‘Nezuva regumi namashanu romwedzi uyu wechinomwe Jehovha anofanira kuitirwa mutambo womatumba mazuva manomwe.
Shona 2009?
"Taura navana valsiraeri uti, `Nezuva regumi namashanu romwedzi uyu wechinomwe Jehovha anofanira kuitirwa mutambo womatumba mazuva manomwe.
Shona SUB 2002 Bible
“Taura navana VaIsiraeri uti, ‘Nezuva regumi namashanu romwedzi uyu wechinomwe Jehovha anofanira kuitirwa mutambo womatumba mazuva manomwe.