Leviticus 23:38 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
iɀi ŋgaɀiitwe, kunze kwamasaɓata aJehova, nokunze kweɀipo ɀenyu, nokunze kwemhiko dzenyu dzose, nokunze kwenhendo dzenyu dzose dzokuɗa kwenyu, dzamunopa Jehova.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Zvipiriso izvi zvinowedzerwa pamusoro pezviya zvamaSabata aJehovha uye pamusoro pezvipo zvenyu nezvose zvamakapikira nezvipiriso zvose zvokungopa zvamunopa kuna Jehovha.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
tisingaverengeri maSabata aTenzi, kana zvipo zvenyu, kana mupiro yezvakambotsidzwa kana mipiro yokupa nechido chenyu, yamunopira kuna Tenzi.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
izvi ngazviitwe, kunze kwamaSabata aJehovha, nokunze kwezvipo zvenyu, nokunze kwemhiko dzenyu dzose, nokunze kwenhendo dzenyu dzose dzokuda kwenyu, dzamunopa Jehovha.
Shona 2009?
izvi ngazviitwe, kunze kwamaSabata aJehovha, nokunze kwezvipo zvenyu, nokunze kwemhiko dzenyu dzose, nokunze kwenhendo dzenyu dzose dzokuda kwenyu, dzamunopa Jehovha.
Shona SUB 2002 Bible
izvi ngazviitwe, kunze kwamaSabata aJehovha, nokunze kwezvipo zvenyu, nokunze kwemhiko dzenyu dzose, nokunze kwenhendo dzenyu dzose dzokuda kwenyu, dzamunopa Jehovha.