Leviticus 23:43 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Kuti marudzi enyu aziʋe, kuti ndakagarisa ʋana ʋaIsraeri mumatumba, ŋguʋa yandakaʋaɓuɗisa munyika yeEgipita; ndini Jehova Mŋari wenyu.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
kuitira kuti zvizvarwa zvenyu zvigoziva kuti ndakaita kuti vaIsraeri vagare mumatumba pandakavabudisa kubva muIjipiti. Ndini Jehovha Mwari wenyu.’ ”
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
kuitira kuti zvizvarwa zvenyu zvizive kuti ini ndakagarisa vaIsiraeri mumatumba, pandakavaburitsa munyika yeIjipiti. Ndini Tenzi, Mwari wenyu ndinodaro.”
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Kuti marudzi enyu azive, kuti ndakagarisa vana vaIsiraeri mumatumba, nguva yandakavabudisa munyika yeIjipiti; ndini Jehovha Mwari wenyu.”
Shona 2009?
Kuti marudzi enyu azive, kuti ndakagarisa vana valsiraeri mumatumba, nguva yandakavabudisa munyika yeIjipiti; ndini Jehovha Mwari wenyu."
Shona SUB 2002 Bible
Kuti marudzi enyu azive, kuti ndakagarisa vana VaIsiraeri mumatumba, nguva yandakavabudisa munyika yeIjipiti; ndini Jehovha Mwari wenyu.”