Leviticus 23:5 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Nomŋedzi wokutaŋga, nezuʋa regumi namanna romŋedzi, maɗekwana, ipaseka raJehova.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Pasika yaJehovha inotanga madekwana pazuva regumi namana romwedzi wokutanga.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
“Zuva rechigumi nemana romwedzi wokutanga zuva rodoka, ndiro zuva rePasika yaTenzi.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Nomwedzi wokutanga, nezuva regumi namana romwedzi, madekwana, iPasika raJehovha.
Shona 2009?
Nomwedzi wokutanga, nezuva regumi namana romwedzi, madekwana, iPasika raJehovha.
Shona SUB 2002 Bible
Nomwedzi wokutanga, nezuva regumi namana romwedzi, madekwana, iPasika raJehovha.